KwaunobvaDuramazwiMmusenzekete

Duramazwi · zita

musenzekete

Zvinoreva

Iyi inyanga huru inorema.

1

Iyi inyanga huru inorema.

Ichi chinhu chinoshandiswa nemunhu achidzidzira kunanga. Musenzekete uyu ndiwo tinoshandisa pakudzidzira kubaya ne-mapfumo.

2

Ichi chinhu chinoshandiswa nemunhu achidzidzira kunanga. Musenzekete uyu ndiwo tinoshandisa pakudzidzira kubaya ne-mapfumo.

Zvakafanana

chibayo

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word