KwaunobvaDuramazwiMmagitare

Duramazwi · zita

magitare

Zvinoreva

Kana vanhu vachiti vaitamba _magitare_ vanenge vachireva kuti vaizvifadza nemimhanzi yebhendi.

1

Kana vanhu vachiti vaitamba _magitare_ vanenge vachireva kuti vaizvifadza nemimhanzi yebhendi.

Akakurumbira kwazvo pasi rose munyaya dzekuridza magitare.

Kana vanhu vachiti vaitamba _magitare_ vanenge vachireva kuti vaizvifadza nemimhanzi yebhendi.

Rumba musambo wemhanzi wakapararira kubva nechekumabvazuva kweAfrica nepakati payo, unoridzwa magitare, ngoma, hosho nemabhosvo.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mago

Mago idoro rinopiwa kumasadunhu nevanhu vawo pamhemberero.

Verenga

Swipe for the next word