Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mugoni munhu anenge ane ruzivo kana unyanzvi maererano nemaitirwo echimwe chinhu.
Kana munhu achiti mugoni anenge achiyemura mumwe anenge aine zvakanaka zvinenge zvaitika kwaari. Mugoni zvako wakawana nzvimbo yechikoro isu tichishaya.

VaChekero: (vavhunduka) Kwaaniko regai vakuru vakati mugoni wepwere ndeasinayo.
Mugoni wepwere ndeasinayo - pwere dzine misikanzwa yakafanana zvokuti hapana anogona kufadza pwere idzi.

Zvakafanana
muzivi
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mugonyo
Mugonyo mubato wakamonyoroka, unenge wemukombe.
VerengaSwipe for the next word