KwaunobvaDuramazwiMmungenge

Duramazwi · zita

mungenge

Zvinoreva

Mungenge imota yakanaka chaizvo, inofamba zvakanaka.

1

Dudzai paakabva kuJapani, akauya nemungenge weToyota.

Mungenge imota yakanaka chaizvo, inofamba zvakanaka.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word