Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mungurahwe.
1
Mungurahwe.
Mungurau mushonga wokusimbisa musana unoiswa muchinwiwa navanhurume vachiunwa.
Mungurau mushonga unoiswa muchinwiwa wakakuyiwa kuitira kungosimbisa muviri.
2

3
Mungurau mushonga wokusimbisa musana unoiswa muchinwiwa navanhurume vachiunwa.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munguva pfupi
shortly
VerengaSwipe for the next word