KwaunobvaDuramazwiMmupani

Zvinoreva

Mupani muti une mwoyo wakasimba chaizvo, unoti kana chiri chirimo unoo-ma mashizha, wotozoita mamwe zvakare kana mvura yanyatsonaya.

1

Mupani muti une mwoyo wakasimba chaizvo, unoti kana chiri chirimo unoo-ma mashizha, wotozoita mamwe zvakare kana mvura yanyatsonaya.

Chimodho chingwa chinobikwa neupfu nefurawa shoma, chichibikirwa mubhodho kana mupani.

Kukanga chokudya kuchipindura-pindura chiri mupani kana mupoto kana pamwe-wo, chichitsviririra.

Kukanga kukocha mbeu dzakadai senzungu kana maputi mupani kana mugango kuti zvigodyiwa zvakaoma.

Zvakafanana

musaru

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word