KwaunobvaDuramazwiMmidzva

Duramazwi · zita

midzva

Zvinoreva

Midzva ndezvinosara mudumbu memunhukadzi kana azvara mwana.

1

Midzva micheka mitete mirefu yembereko inoshandiswa kusungirira mwana kumusana.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word