KwaunobvaDuramazwiMmhonja

Duramazwi · zita

mhonja

boshomhonjekahwanjabondekabonzeko

Zvinoreva

Mhonja katanda kakareba nokukora zviri pakati nepakati kanoshandiswa kupotsera zvinhu zvakaita seshiri kana michero iri mumuti. Musashandisa mhonja pakuturura michero nokuti inowisa neisina kuibva.

1

Mhonja katanda kakareba nokukora zviri pakati nepakati kanoshandiswa kupotsera zvinhu zvakaita seshiri kana michero iri mumuti. Musashandisa mhonja pakuturura michero nokuti inowisa neisina kuibva.

Mhonja yake yakapfakama mumuti paaiedza kukuzha mamengo.

Kubhura kurova munhu zvakanyanya, kazhinji uchishandisa mhonja kana zijamhu.

Zvakafanana

bosho · mhonjeka · hwanja · bondeka · bonzeko

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhonzi

Mhandi yemhuka duku pashango.

Verenga

Swipe for the next word