KwaunobvaDuramazwiMminimini

Duramazwi · zita

minimini

trick

Zvinoreva

Munhutuwaro.

Minimini kunyepera kuva munhu akanaka pameso pevanhu asi iwe uchifunga zvakaipa.

1

Zvimwe anga ari maminimini ehope.

Kana munhu achinzi anoita uminimini anenge achiita chinhu zvekungoda kufadza vanhu asi usingarevesi.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word