KwaunobvaDuramazwiMmitisa

Duramazwi

mitisa

Zvinoreva

Kana mukomana akamitisa musikana anenge amuitisa pamuviri.

1

Haasati aroora chinguri chaakamitisa musikana wake.

Kamambara aka kapedza kumitisa vana vevanhu.

Kana mukomana akamitisa musikana anenge amuitisa pamuviri.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word