Duramazwi · zita
mita
meter · cubit
Duramazwi · zita
meter · cubit
Mita chiereso chinoita masendimita zana.
Kana musikana akanzi amita anenge ava nepamuviri.
Mita kamuchina kanoiswa padzimba kanotaridza uwandu hwe-

Kana zvinhu zvakaenzana zvinenge zvakafanana urefu, uremu kana uwandu. Mita ne-yadhi hazvina kuenzana urefu hwazvo.

Musasasa kakwenzi kanoreba mita imwe nechidimbu, kanobuda mukaka nokuita maruva muna Ndira uye kachimera panzvimbo dzine unyoro.
Kana musikana akanzi amita anenge ava nepamuviri.
Kana zvinhu zvakaenzana zvinenge zvakafanana urefu, uremu kana uwandu. Mita ne-yadhi hazvina kuenzana urefu hwazvo.
Mita chiereso chinoita masendimita zana.
Munyamhunga rudzi rwebundo rinowanikwa munzizi, rinoreba kusvika kumita, richiita monzvora unotaridzika semhunga.
Mita kamuchina kanoiswa padzimba kanotaridza uwandu hwe-
Mita chiereso chinoita masendimita zana.
Munyamhunga rudzi rwebundo rinowanikwa munzizi, rinoreba kusvika kumita, richiita monzvora unotaridzika semhunga.
Pamita-mbo yakasiyana-siyana, ekisitirataimu inguva inowedzerwa kutimu dzinenge dzaita mangange, asi ipo pachifanira kuva neimwe inokunda.
chitsvaganhepfenyuro
Duramazwi
01 / 03mitambo
athletic
VerengaSwipe for the next word