KwaunobvaDuramazwiMmapanda

Duramazwi · zita

mapanda

Zvinoreva

Musheza.

Kana musoro uchinzi une mapanda unenge wakaita

1

Musheza.

Zvino varume vakatanga kugadzira mapanda maviri ndokuisirai zvitunha zviya.

Varume vakagadzira mamwe mapanda maviri.

VaNhengure vaiswawo pabanda ravo voga, zvitunha zviya zviri zvitatu zvakaiswawo pamapanda azvo.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mapandu

kakufutunuka kumativi, pedo negotsi.

Verenga

Swipe for the next word