KwaunobvaDuramazwiMmaparapadzwa

Duramazwi · zita

maparapadzwa

Zvinoreva

Iyi mitsetse mitsetse yekumarika inoitika paganda kana munhu amarwa nezvakaita seminzwa.

1

Iyi mitsetse mitsetse yekumarika inoitika paganda kana munhu amarwa nezvakaita seminzwa.

Vataitururira matohwe nhasi ndivo votiseka maparapadzwa.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word