KwaunobvaDuramazwiMmuchovha

Duramazwi · zita

muchovha

Zvinoreva

Mudhorodhoro.

1

Mudhorodhoro.

Muchovha imotokari inoshandiswa mubhizimisi rokutakura vanhu vachibhadhara mari.

Ndaive ndakutoshuvira kuti dai ndangoonawo sahwira wangu pamwe aigona kuzondibatsirawo nemari yemuchovha.

2

Muchovha imotokari inoshandiswa mubhizimisi rokutakura vanhu vachibhadhara mari.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muchoza

Muchoza mushonga unogezesa vanhu maoko kana vachinge vabva kunoviga munhu kumakuva.

Verenga

Swipe for the next word