KwaunobvaDuramazwiMmudzura

Duramazwi · zita

mudzura

Zvinoreva

Nyamudzura.

1

Nyamudzura.

Nyamudzura rudzi rwegondo guru rinogona kubata kana huku dzasamhuka.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mudzuta

Mudzuta kamuti kanomonerwa urimbo kokuzoteyesa shiri.

Verenga

Swipe for the next word