KwaunobvaDuramazwiMmuchanza

Duramazwi · zita

muchanza

Zvinoreva

Muhorongwa.

1

Muhorongwa.

Usadzinganisa tsuro nemunyu muchanza.

Mabatwa inzira yokushandisa chombo chiri muchanza chako, usingaiti zvokuchikanda.

Munwe imwe yenhengo shanu dzoruoko dzinoshandiswa pakubata chinhu kana kupfumbatira muchanza.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muchapi

Muchapi munhu anokwasva mvura achichaira igwa.

Verenga

Swipe for the next word