Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mazen'e zvimaratarata zvinenge zvakasa-
1
Mazen'e zvimaratarata zvinenge zvakasa-
Kana munhu achirovera denga reimba anenge achibatanidza mazen'e ne-zvipikiri.
Furati rudzi rweimba ine mazen'e anorasira mvura divi rimwe chete.
Simbi chiwanikwa chakaomarara kudarika dombo, asi icho chichibikwa kubva mumatombo, chozogadziriswa zvakaita se-matemo, mazen'e kana njanji.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mazhambe
Mazhambe munhu anogarochema kana kudaidzira pasina nemhaka yose.
VerengaSwipe for the next word