Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uku kuita zvinhu musingabvunzani kana kuyambirana, umwe noumwe achingoita zvaanofunga kuti ndizvo zvakanaka.
1
Uku kuita zvinhu musingabvunzani kana kuyambirana, umwe noumwe achingoita zvaanofunga kuti ndizvo zvakanaka.
Mazvake-mazvake kudya kwembada.
Tsika iyi ichiri kuitwa munzvimbo shoma nhasi uno nokuda kwekuti vanhu havachina kubatana ave mazvake-mazvake.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mazvambure
Mazvambure munhu anogarorova vamwe zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word