KwaunobvaDuramazwiMmayadhi

Duramazwi · zita

mayadhi

Zvinoreva

Mayadhi inzvimbo inogarwa nevanhu vashoma, ine dzimba huru dzinodhura dzakavakirwa pazvivanze zvakakura chaizvo.

1

Medhemu izita rinoshandiswa kusheedza munhukadzi anenge achishandirwa nomunhu kunyanya kumayadhi nokumapurazi.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mayanikazvose

Kana munhu achinzi ndimayanikazvose anenge achirapa nemishonga yachivanhu achikwanisa kudurira munhu zvose zvinenge zvichimunetsa.

Verenga

Swipe for the next word