Kwaunobva/Duramazwi/M/mbumudza
Duramazwi
Kumbumudza munhu kumurova nembama yakasimba.
mbumuka
Kumbumuka kupfumbuka kunoita guruva kana utsi, zvichikwira mudenga.
mbumura
Kumbumura kuita kuti guruva rikwire mudenga richibva pachinhu.
mbumutsa
Kumbumutsa kugumha kana kurova chinhu chichibuda guruva.
Swipe for the next word