KwaunobvaDuramazwiMmbaringidza

Duramazwi

mbaringidza

Zvinoreva

Kumbaringidza kuita basa uchikasira asi richisara risina kuitwa zvakanaka. Ambaringidza kusuka ndiro achida kutamba.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbariro

Mbariro kapande kemuti kanoshandiswa kusimbisa mapango kana kurukanisa nhungo dzedenga pamwepo.

Verenga

Swipe for the next word