Duramazwi · zita
mbare
mbadzu
Duramazwi · zita
Mbare kudunduvira kunoita ropa pachiita mavara matema, kunokonzerwa nokudziya kwemoto zvakanyanya.
Mbare kudunduvira kunoita ropa pachiita mavara matema, kunokonzerwa nokudziya kwemoto zvakanyanya.
Chayambuka chaoneka tsiga rakasiya mbare pagumbo.
Chakadya chakaoneka, mutanda wakasiya mbare.
Chitaurirwa hunyimwa mbare dzekumusana.
mbadzu
Duramazwi
01 / 03mbare mbare
Kuti mbare mbare kukumba zvose zvaunenge uchida kutakura panguva imwe chete.
VerengaSwipe for the next word