Duramazwi · zita
Zvinoreva
Meshi mauswa akanyorovera anoiswa munokandirira huku, kana kuti munogara tsurondzinochengetwa pamusha.
1

Meshi chikafu chakaita upfu chokupa zvakaita huku kana dzimwe shiri dzinopfuyiwa pamusha.
Meshi iwaya inorukwa kuti igovaka zvivakwa zvinenge zvirugwi zvehuku.

2

3

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mesoatungwa
Kana munhu achinzi ndimesoatungwa anenge ane maziso makuru akabumba.
VerengaSwipe for the next word