KwaunobvaDuramazwiMmhandara

Zvinoreva

Mhandara musikana asati arara nemurume.

1

Mhandara musikana asati arara nemurume.

Zveshuwa nguva yatakamuvimbisa ikapfuura asati awana mhandara yake zvinhu zvinogona kungoomera isu.

Vaimuona vaingonwira mvura, pakange paita mhandara yakaumbwa pachokwadi.

Mukomana anenge achisekwa nevamwe kuti ari kurega kupfimba mhandara iri kuratidza kuti inomuda zvisingabvire.

2

Mhandara musikana asvika pazera rokuroorwa.

Zvakafanana

muvirigo · mhandwe · chimhandara · ndombi · hunje

Zvakasiyana

jaya

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhandarukokora

Kana munhu akafuka jira akaita mhandarukokora anenge akafuka rimwe divi asi rimwe akariwaridza.

Verenga

Swipe for the next word