KwaunobvaDuramazwiMmhan'ara [-mhangara, mangara]

Duramazwi

mhan'ara [-mhangara, mangara]

-kwirira

Zvinoreva

Kana munhu achimhan'ara mhosva kumapurisa anenge achivazivisa zvinenge zvakaitika, nechinangwa chokuti vapindire pakugadziriswa kwenyaya yacho.

1

Kana munhu achimhan'ara mhosva kumapurisa anenge achivazivisa zvinenge zvakaitika, nechinangwa chokuti vapindire pakugadziriswa kwenyaya yacho.

2

Kana munhu kana mhuka ichimhan'ara kurwara inenge ichiita zvinhu zvinotaridza kuti iri kurwara.

Kuti _mvirinyinyi_ kwakaita n'ombe iyi kutomhan'ara kuti iri kurwara.

Zvakafanana

-kwirira

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word