KwaunobvaDuramazwiMmhanda

Duramazwi · zita

mhanda

dzivomhazo

Zvinoreva

Mhanda kupopotedzana nekurwa kwevanhu pamusaka pekutadza kunzwisisana.

1

Mhanda kupopotedzana nekurwa kwevanhu pamusaka pekutadza kunzwisisana.

Mhanda kupopotedzana nekurwa kwevanhu pamusaka pekutadza kunzwisisana.

Pindu idanda rine mhanda, rinoshandiswa pakutsigira zvivakwa panzvimbo dzakaita seberevere remba.

Mhanda ibazi remuti rine kumusoro kwakatsaukana senyanga.

Zvakafanana

dzivo · mhazo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhandamba

Mhandamba imombe ine mazinya-nga akareba.

Verenga

Swipe for the next word