Duramazwi · zita
mhiri
abroad · across · beyond
Duramazwi · zita
abroad · across · beyond
Mhiri rumwe rutivi rwomugwagwa kana rwizi runenge ruchinongedzwa neanenge ari kune rimwe divi.
Mhiri rumwe rutivi rwomugwagwa kana rwizi runenge ruchinongedzwa neanenge ari kune rimwe divi.
_Ndamushaya nokuti anga ayambuka mhiri._
Fesibhuku inoshandiswa kunyange uchida kutaura nemunhu ari mhiri kwamakungwa chaiko.
Kunyange tikanoshanda mhiri kwemakungwa, maitiro edu, mafambiro, tsika nemagariro ngazvive mucherechedzo yekwatinobva.
Kana munhu achinzi akaenda mhiri anenge aenda kunyika iri kure kunosvikwa munhu achiyambuka makungwa.
utakahoyo
Duramazwi
01 / 03mhiri kwamakungwa
Uku kunyika dziri kure neyaunenge uri kutaura nezvayo kunotosvikwa kana vanhu vakwira ndege vakayambuka makungwa.
VerengaSwipe for the next word