KwaunobvaDuramazwiMmburu

Duramazwi · zita

mburu

svovera

Zvinoreva

(tuko) Mburu munhu ane utsotsi, anoita zvisingafirirwi nevamwe.

1

(tuko) Mburu munhu ane utsotsi, anoita zvisingafirirwi nevamwe.

Kuti umburu kuvata nedumbu, kazhinji nepamusana pokuneta kana kurwadziwa.

Mupumburu ibutwa kana murwi wezvimwe zvinhu zvinenge zvakaunganidzwa.

Bumburu chinhu chakaita chibhora uye chisina mavhuriro.

Zvakafanana

svovera

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mburuchusi

Mburuchusi mudhebhe unosvika pamabvi. Vakomana vamazuvano vanofarira kupfeka *mburuchusi*.

Verenga

Swipe for the next word