Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbwirembwire imhunga kana chibage chinokangwa, chokuyiwa kuita upfu hunodyiwa hwakadaro.
1
Mbwirembwire imhunga kana chibage chinokangwa, chokuyiwa kuita upfu hunodyiwa hwakadaro.
Mbwirembwire inokachidza kana ukataura wakayiisa mukanwa.
Kuhwira kudya zvinhu zvakaita upfu upfu zvinenge mbwirembwire kana shuga.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbwirididi
Mbwirididi inzvimbo yakareba inenge iine madhaka akawanda chaizvo.
VerengaSwipe for the next word