KwaunobvaDuramazwiG 4

Duramazwi

Mazwi ane G.

1035 Shona headwords beginning with G, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 4 pa5

gurusvusvuarrayguruuglueguruundanocongressguruuswaGuruuswa zisango rine miti mishoma asi riine uswa urefu.guruvadustguruvhaGuruvha munhu asingatendeseki, anoita chitsotsi akahwanda...guruzaKuguruza kuita ngonono.gurwaKuve wakaitwa chiito chegurwa.gurwadaKuti gurwada kupfrugama kunoratidza kuzvininipisa kana...gurweGurwe chipembenene chakati kurei kudarika hwiza...gurwiKuti gurwi kumedza chokudya uchiridza huro.gusaKugusa kubvisa bvudzi nereza kana chigero.gushaGusha chipfeko chevanhukadzi chinobata padumbu nomuzvidya.gusheGushe imbava rimwe chete chete riri pamuviri wemhuka.gushuGushu indove yehwai inenge yakanamira pamakushe aro.GushungoGushungo chidao chavaira Tsivo, vanoera sikarudzi...gusviGusvi kuuchira zvakasimba, sezvinoita mukwasha kuna...gutacapitalguta gurucapital citygutagutaGutaguta zibembenene rinenge mhashu risingawanzobhururuka-b...guteGute inzvimbo ine mvura yakawanda pasi, inomera miti...gutiGuti imvura nhete inonaya musi wakunenge kwakatibikira...gutisaKana munhu achinzi agutisa anenge adya chikafu chakawanda...gutsasatisfygutsaniraKugutsanira munhu kubatsirana kumurova kana kumuita zvimwe...gutsaruzhinjisocialismgutseGutse ibasa rinoitwa nevanhu vakawanda, vanenge vane...gutsikanacontentgutsireGutsire munhu anogara achingorara pese pese.gutsuGutsu chitima chinotakura zvinhu bedzi, kwete vanhu.gutsuraKugutsura kubvumira zvauri kunzwa kana kuona...gutsuriranodGutuGutu izita guru rinopiwa vanhu vomutupo weGumbo vane vamwe...gutukutuIri zimweya rinonhuhwa zvokutadzisa kufema, uye rigona...gutumukutuUku kuwanda kwakanyanya kwezvinhu.guturaChinhu chinenge chiine gutura chinenge chichinhuhwa zvikuru.gutuvezeKuita gutuveze kunhuhwa zvakanyanya kunenge kuchiita...gutyairaKugutyaira kunwa chimwe chinhu nekukasika zvokuti...guumuKuti guumu kupatsanura chinhu chinonamira kubva pane chimwe.guumudzaKuguumudza kurova-rova pasi pechinhu, kuitira kuti...guumukaKuguumuka kukwatuka kwechinhu, sezvinoita pendi kubva...guunaKugumbura.guunwaGuunwa inzvimbo yokurima ichangotemwa miti kuti itange...guuraKuguura kubva kweganda renyoka netumwewo tupuka kana twati...guuriraKuguurira kupa munhu chipfeko chaunenge usisade kuti apfeke.guurwaGuurwa iganda rinenge rachembera rinobva panovhunura nyoka...guvagraveguvakuvaKana vanhu vachinzi vakaita guvakuva vanenge vachishanda...guvamombeGuvamombe murombo asina mari kana mombe vokuti aroorere...guveMhando yehove inowanikwa murwizi.guvhunavelguvhudendeGuvhudende iguvhu guru rinenge richiita serakazvimba.guviGuvi igomba riri paruware rinojenga mvura.guvoGuvo rudzi rwebundo rinokonzera kuti zvirimwa zvinomera...guwekuweGuwekuwe ruzha runoitwa nevanhu kana vachikuza chinhu...guwendeGuwende imhomho yevanhu vanenge vakamirira chimwe chinhu.guyakuyaGunyengu.guyomillstoneguzaNhungumira.guzubherigooseberryguzunguGuzungu idomatisi diki chaizvo, rivowanzova rakatenderera...guzvuveriIzwi remuchinda ruzivo.gwaIzwi rinoshandiswa pakutsanangura kuoma kwechinhu.gwa [gwa-a]Kuti gwa kuoma kunoita panhu panga paine mvura kana...gwa gwa gwaKuti gwa gwa gwa kufamba zvokutsika pasi pachitinhira.gwabaKana munhu achiti akagwaba pakuita basa anenge akariita...gwaba gwabaKuti gwaba gwaba kufamba zvishoma zvishoma komunhu kana...gwabada gwabada [gabada gabada]Kuti gwabada gwabada kufamba uchiita ruzha, sekwemunhu ane...gwabadaraKuti gwabadara kudonha nokuda kokuneta.gwabadikaKugwabadika kufamba uchiita ruzha neshangu dzinenge...gwabairaKugwabaira kufamba zvinoratidza kuti mumabvi...gwabhuKuti gwabhu kubvisa chivharo kana chigamba pachakanamatira...gwachamukaGwachamuka mudziyo wesimbi une mubato, wakakombama mberi...gwachara [kwachara]Kana mudziyo ukati gwachara unenge wadonha zvokuita ruzha.gwacharika [-ngwacharika]Kugwacharika kudonha zvine ruzha, sezvinoita svinga rehuni.gwachataKunaka kweruzivo rwemumatambudziko.gwachatidzaKugwachatidza mudziyo kuudonhedza uchindoita ruzha pasi.gwachatikaKugwachatika kudonha nokuda kwekupera simba kana kuneta.gwadaNyatera.gwadabuKuti gwadabu kubvisa chidziviro chinorema chinenge...gwadabukaKugwadabuka kukwanisika kubviswa kwechivharo pachinenge...gwadaburaKugwadabura kubvisa chivharo zvine simba, kubva pachanga...gwadabvuKuti gwadabvu kuparanzura nenyanga kana kukwenya zvine...gwadabvuraKugwadabvura kuparanzura nenyanga kana kukwenya zvine simba.gwadagwaMunhu kana mhuka ikati gwadagwa inenge yawira pasi nemabvi.gwadagwadzaKugwadagwadza kubvunda kunokonzerwa nokutya kana nechando.gwadairaKana mhuka kana munhu achigwadaira anenge achifamba...gwadamakneelgwadaraKugwadara kudonha uchinorovera pasi nemabvi.gwadara gwadaraKuti gwadara gwadara kumuka kunoita mhuka yanga yakarara...gwadarikaKugwadarika kurwisana nokusimuka kwemunhu anga adonhera...gwagwadaKuti gwagwada kuoma sezvingaita nyama yasasikwa kana dehwe...gwajanudzaKana ukagwajanudza chivharo chegaba unenge wachivhura...gwajanuraKugwajanura kuparadzanisa midziyo yakabatana uchishandisa...gwajarikaKugwajarika ruzha runoitwa nemunhu anenge akasungira...gwajataKuti gwajata kudonha kwechinhu zvine ruzha, sezvinoita...gwajuKuti gwaju kubvisa chakabatira pane imwe nzvimbo...gwajuraKugwajura kubvisa kana kuti kudzura chakabatira pane imwe...gwakaGwaka inzvimbo ine ivhu rakaomarara inowanzowanikwa...gwakuGwaku mugoti une mberi kwakacherwa kuita kakomba...gwakwaGwakwa munhu anongomirira kupiwa zvokudya navamwe iye...gwakwashiraGwakwashira inyoka inenge yakakura chaizvo kupinda dzimwe...gwakwasiraGwakwasira kufamba kwemhuka kana vanhu vakawanda, zvakaita...gwamaGwama inzvimbo pamuti panenge pakaungana madora.gwamatataKugwamatata kungodaidzira nezwi riri pamusoro, ipo pasina...gwambaGwamba inzvimbo inenge iine ruvara rwayo yega pachinhu...gwamuGwamu zigwande rinokwaturwa pamuti.gwamuraKuzarura kana kukwatura nesimba.gwanan'wanaKana hembe yakati gwanan'wana inenge ine ruvara...gwandaGwanda itsoka yakakura chaizvo.gwandangwaGwandangwa inzara huru kwazvo. Munyika muno muchava...gwandiInzwi rekusviba kweuso.gwangaGwanga ishiri ine muromo wakakombera mukati, nemanhenga...gwangoMafariswa.gwanguKuti gwangu kuchera sezvakaita mukaka mumudziyo...gwanguraKugwangura kutora zvinhu mumudziyo uchibva wapedza zvese.gwangwadzaGwangwadza mukana unosara wakashama pakati pamabwe kana...gwangwandiroGwangwandiro indiro huru chaizvo, inenge yasakara.gwangwandizaGwangwandiza isora rine mudzi murefu uri mukobvu...gwangwariGwangwari inzvimbo ine ivhu rakakora asi risina kudzika...gwanhaGwanha mudziyo unenge gwaku asi iwo uri mukuru...gwanhuGwanhu ishizha romuriwo risingachaiti kudyika nokuda...gwanhuraKugwanhura kubvisa mapazi pamuti unenge watemwa.gwanhurwaGwanhurwa ibandi romuti rinenge rapfaurwa kubva pamuti...gwanyaKana vanhu vachigwanya muchero vanenge vachiutema...gwanzagapgwanziGwanzi inzvimbo inenge yakapfumbira, inofamba navanhu...gwanzuKana danda rikanzi gwanzu rinenge rapamurwa napakati.gwanzukaKugwanzuka kupamuka kunoita chinhu sezvinoita mupuranga.gwanzuraKugwanzura kupamura sezvakaita danda hombe, kana kubvisa...gwanzvaGwanzva inzvimbo yakamboita ronda, rikapora pachisara rupao.gwapaunblemishedGwaramilkygwarabvuKana ukanzi gwarabvu unenge wamarwa zvakasimba.gwaradaKwanyanu.gwaragwadaKuti gwaragwada kusimuka kwemhuka inenge iri kuita...gwarakwataKugwarakwata kuva vanhu vanenge vachishinin'ina nebasa.gwaranuKuti gwaranu karuzha kanoitika pakuvhura kana kuvhara...gwararaGwarara mutaro une ruvara rwakasiyana nerumwe ruvara rwuri...gwaravaGwarava ihomwe yakagadzirwa nedehwe remhuka.gwariGwari ishiri yakafanana nehuku asi iri diki uye...gwaromemorandumgwaronyorwaIchi chinyorwa chino udzamu hunotoda tsvakurudzo asi icho...gwaruKana kunze kwakati gwaru kunenge kwakachena.gwasasiraGwasasira mudungwe wemhuka dzinenge dzichifamba dzakawanda.gwashaChikwenzi.gwashadomboGwashadombo igwavava rine mhuno yakatesva, rinowanzogara...gwashuraKugwashura kudimbura kadimbu kechimwe chinhu.gwasiraKutungamirira nhoroondo.gwasvoGwasvo muti unogadzirwa kuti ushandiswwe kufambisa chikepe.gwataGwata rudzi rwemhashu inoonekwa dzimwe nguva dzegore uye...gwataraGwatara ivhu rinowanika mumativi erwizi, rine unyoro...gwatiscabgwatidzaKugwatidza kuunza zvinhu pamwe chete kuti pave...gwatidziroGwatidziro ibango panenge pakabatira gonhi.gwatikwatiKana vanhu vachiita gwatikwati vanenge vasina-siyane pose...gwatukwatuGwatukwatu inzvimbo inenge yakatemwa miti nemakwenzi...gwauKuti gwau kuhukura kwembwa zvine simba.gwaumbuGwaumbu munhu anotambura asina chaainacho.gwauraKugwaura kurwadziwa nokudzimbikana kwenyama nokuda kwekuti...gwautaKugwauta kuhukura kana kuchema kunoita imbwa.gwavaKuti gwava kumira uri chinhambwe kubva pamunhu waunoda...gwavairaKugwesha.gwavariraKugwavarira kurambirira uchikumbira chimwe chinhu kana...gwavavaGwavava rudzi rwedzvinyu rakakura rinofarira kugara...gwavhaGwavha muchero womuti womugwavha unowanzo-tsvuka mukati...gwayaGwava imhando yehove inowanikwa mumadziva ane mvura...gwayakwayaKana munhu achigwayakwaya anenge achimonyoroka-monyoroka...gwayanalambgwayawayaKugwayawaya kufamba-famba, kungava kutiza kana kungoendawo.gwazaKugwaza kupedza basa rinenge ranzi riitwe nenguva...gwazvoGwazvo inyama inenge isina mafuta ichigozha kudambura...gweKuti gwe kungokaruka vanhu vasangana pasina kufungidzira.gweba gwebaKuti gweba gweba kufamba zvishoma zvishoma zvinoratidza...gwebeKuti gwebe matambiro emunhu asina simba.gwebedekaKugwebedeka kufamba kunoratidza kushaya simba.gwebuKuti gwebu kukwatura chivharo kana dombo rakaita gwandefa...gwedaKugweda kumhanya uchitomhoka-tomhoka. Vakomana vaigweda...gwedairaKugwedaira kufamba zvishoma zvishoma pamusana pokuneta.gwedeKuti gwede kuisa misoro pamwe chete sezvinoita hando dzava...gwede gwedeKuti gwede gwede kuita ruzha serwengoro kana ichifamba.gwedebuKuti gwedebu kubvisa chivharo chinenge chakavhara chimwe...gwedemuKuti gwedemu kurovanisa midziyo. Ndiro dzakanzi gwedemu...gwedemudzaKugwedemudza kubonderedza midziyo pakusuka kana kurongedza...gwedereKuti gwedere kubva kwechinhu chakaita sebhaudhi pachanga...gwedere gwedereKuti gwedere gwedere kufamba zvishoma zvishoma...gwederedzaKugwederedza kuita kuti mhuka kana munhu afambe seakaneta...gwederekaKugwedereka kufamba kwakaregedzeka kunoita munhu kana aneta.gwedeyaGwedeya in'ombe, kazhinji yokurimisa, yachembera.gweduKuve nezviito zvakawanikwa.gwedukaKana simbi kana chiumbwa chikagweduka chinenge chisisina...gweduraKugwedura kugura chinhu kuti chiite zvidimbu.gwedyaKugwedya kuburitsa mvura kubva mutsime rakadzika...gwedzva gwedzvaKuti gwedzva gwedzva kufamba usingasimudzi makumbo...gwedzvede gwedzvedeKuti gwedzvede gwedzvede kufamba kwekukweva makumbo...gweeGwee inzvimbo yakaita ruware, inochinjika rwizi, yekuti...gwegwedu [gegedu]Kuti gwegwedu kuruma pfupa kana chingwa chakaoma...gwegweduraKugwegwedura kuruma-ruma sezvakaita bhonzo rakaomarara.gwegwendereKuti gwengwendere kurira kunoita mudziyo wesimbi...gwejaKugweja kukwidza nokudzikisa mubato wechibhorani kuti...gwejeKuti gweje kunyatsopindana kwezvinhu zvakapfekerana...gweje gwejeKuti gweje gweje ruzha runoita ngoro kana motokari inenge...gwejegwejeKuti gwejegweje kurira kwesimbi dzemudziyo wasakara.gwejenuKuti gwejenu kupatsanura simbi dzinenge dzakabatana.gwejenuraKugwejenura chinhu kuchibvisa panzvimbo yachanga...gwejenyuKuti gwejenyu kukatanura zvinhu zvanga zvakabatana.gwejuKuti gweju kutyoka kwechinhu changa chakabatirira pane...gwekweGwekwe kapuka kanobatirira pamhuka kachimwa ropa radzo.gwekwerereGwekwerere chiitiko chekuti zvinhu zvakawanda zvinorembera...gwemaGwema munhuhwi wakashata.gwembeteraKugwembetera kukumbirisisa rubatsiro. Unototi...gwemeGweme imbudzi hono isina kuchekwa.gwendereGwendere rudzi rwebundo rakakora rinogadziriswa mafaibha.gwendere gwendereKuti gwendere gwendere ruzha runoitwa nemidziyo...gwenderedzaKugwenderedza kurovanisa midziyo yakagadzirwa nesimbi.gwenderetsaKugwenderetsa kusiya zvinhu zviri pachena zvisina kurindwa.gwenen'weneKana denga rakati gwene-n'wene rinenge risina kana kakore...gwengadesertgwengweGwengwe ihove ine ruvara rwakafanana nepakati pezai...gwengwendereKuti gwengwendere ruzha runoitwa nemudziyo wesimbi unenge...gwengwereKuti gwengwere ruzha runoitwa kana chinhu chichikweshera...gwenjereDemashanga.gwenjeredzaKugwenjeredza kuita kuti midziyo iite ruzha...gwenukwenuGwenukwenu kukwenya muviri wako zvakanyanya uye pose pose.gwenyaGwenya kamudziyo kanoshandiswa kubatidzisa moto.gwenyakwenyaGwenyakwenya kuramba mhuka kana munhu achikwenya pamusana...gwenyambiraGwenyambira munhu anogona kuridza mbira kana magitare, uye...gwenzibushgwereGwere idanda rinoshandiswa kuvhara sezvakaita pamukova...gwerede gweredeKuti gwerede gwerede kukuya paguyo zvishoma zvishoma...gwerededzaKana munhu achigwerededza anenge achikuya paguyo zvishoma...gweregwereGweregwere munhu anoita zvechitsotsitsi, zvekuti vanhu...gwerendendeGwerendende kudya kunenge kwakasanganiswa-sanganiswa...gwerengweGwerengwe izita rokutsvinya rinopuwa munhu akapusa.gwerenuKuti gwerenu kubvisa mazariro sezvakaita epadanga kana...gwerereKuti gwerere kuita ruzha kunoita gonhi pakurivhara...gwerevesheGwavava.gwese [gweshe]Gwese ibanga rinogadzirwa nokurova rata, uye risingapinzi.gweshaKugwesha kufamba nemagaro sezvinoita mwana asati ogona...gweshegweshekwesheGweshekweshe vanhu vakawanda kana mhuka zhinji dzinenge...gwesuGwesu chirwere chinoita kuti muviri uvave chaizvo, uye...gwetaprosecutorgweturegwevaKugweva kufamba munhu akagara kunoitwa nemunhu anenge...gwevairaKugwevaira kubva pawanga uri uchienda pamwe, uchizvikweva...gwevedziGwevedzi munhu anotumwa nomumwe kundomupfimbira musikana.gwezereGwezere rudzi rwerukweza runoita tsanga dzakakura.gwezvoGwezvo ndechokudya chinoshandiswa kudana vanhu kana mhuka.gwiKuti gwi kubata zvakasimba kana kudhonza zvine simba.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store