Duramazwi
Mazwi ane G.
1035 Shona headwords beginning with G, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 5 pa5
gwibaGwiba rudzi rwedoro.gwibhidhiKana chinhu chikanzi gwibhidhi chinenge charaswa nenzira...gwibuKuti gwibu kudimbura kuita zvidimbu zviviri.gwibudzaKugwibudza kuita kuti mumwe adimbure zvakaita senyama kana...gwibukaKana tambo ikagwibuka inenge yadimbuka kuita zvidimbu...gwiburaKugwibura kuseka zvinoratidza kusununguka pamoyo nokufara.gwidiGwidi munda une mabwe akawanda, unowanzova muchikomo.gwikwiriraKugwikwirira kumwa chinhu chakaita semvura kana doro...gwimbaKugwimba kugomera kunoita mhuka yoda kufa.gwindiGwindi imvere dzinoita pabudzi rinenge richiri dete.gwindingwiSango guru rinotyi-sa.gwindiriKana munhu akati gwindiri anenge ane utano hwakakwana uye...gwindirikaKugwindirika kuva noutano hwakanaka uye nokusimba.gwindiritseKuti gwindiritse kusiya midziyo isina kurindwa.gwinhaKugwinha kudhonza chinhu zvine simba, sepakusvuura gavi...gwinhanaKugwinhana kubata na maoko zvine simba pakumhorosana.gwinhiGwinhi rudzi rwefodya inotengeswa iri muzvipaketi, yekuti...gwinyaKugwinya kuva nomuviri wakasimba uye une utano hwakanaka...gwinyiriragwinyugwinyuragwiriMbatatisi.gwirikwitimeaslesgwiringwindiGwirindindi igomba rinocherwa nemvura inenge ichiyerera.gwiririKuti gwiriri kufema zvine ruzha kana wakarara. _Munhu...gwiroGwiro mudziyo unoshandiswa pakusvikira nzvimbo...gwishu gwishuKuti gwishu gwishu kutyoka kwezvinhu panguva imwe chete...gwishukaKugwishuka kudambuka kunoita chinhu changa chakabatana.gwiteGwite imhando yembeva ine matadza akakura chose, uye...gwitiMhuka inogara mumvura nenzira yeruzivo.gwitikwitiGwitikwiti kutamba kunoitirwa kufadza nokuvaraidza vanhu.gwitoGwito imbeva ine matama makuru ainoshandisa kuchengeta...gwiviGwivi idehwe remhuka risina mvere.gwizaKugwiza kupukuta kana kupukutira mushonga panhengo yomuviri.gwizoGwizo kapuka kanogara mumwena, kanozvara mwana mumwe chete.

