KwaunobvaDuramazwiG 2

Duramazwi

Mazwi ane G.

1035 Shona headwords beginning with G, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 2 pa5

gededzaKana munhu achigededza mumwe anenge achimushungurudza asi...gedegedeKuti gedegede kuzungunuka kwechinhu chinenge chisina...gedegededzaKana mazino achigedegededza anenge achirovana nekukasira.gedhe gedheKava vanhu vakaita gedhe gedhe, vanenge vasangana...gedhe [gedhi]Panzvimbo panosiyiwa pakashama pokupinda kana kugohwesa...gedhebhoi [gedhibhoi]Pamutambo wenhabvu, gedhebhoi munhu anochengetedza gedhe...gedhigategedyeKutadza kuteerera nenzira yeruzivo.gedye gedyeKana zvinhu zvati gedye gedye zvinenge zvanyatsopindirana.gegedu [gwegwedu]Kuti gegedu kubanda chinhu chakaoma kudya.gegeduraKana munhu achigegedura chinhu chakaomarara anenge...gegedzeraKana munhu achigegedzera anenge achiseka nezwi riri...gegeredzaKugegeredza zvirimwa kuzvigaya uchishandisa chigayo...gehenahellgejaploughgejigaugegejoGejo mudziyo wekurimisa nemombe kana mbongoro dzakasungwa...gemenzirobegemugamegemukaKugemuka kudonha zvine simba uye usingafungidziri.gen'agangGenericgenericgengeIchi chiito-mwana chinoshandiswa kuratidza kuti zvazoitika...genusgenusGeologicalgeologicalgeraKana munhu achigera mumwe anenge achimubvisa vhudzi...gereKana chinhu chichinzi chigere chinenge chisati chaitika...GermanGermanicgeruKuti geru kucheka bvurudzi nechigero kamwe chete.getsiSimba rinoita mheni mumapombi rinovhenekesa mumba...gevhaGevha munhu asingavimbiki uye anoda zvekufara chaizvo...gezawashGhirunguEnglishgiKuti gi kurova nechibhakera zvine simba.gi giKuti gi gi kufamba uchitsika pasi zvine ruzha mukati.gidhiKuti gidhi kusvika panzvimbo.gidhi gidhiKuti gidhi gidhi kufamba kwemhuka kana munhu achitsika...gidhi-iKuti gidhi-i kuita ruzha rukuru kwazvo rwakafanana...gidhigidhiKuti gidhigidhi kutinhira kwemvura iri kuda kunaya.gidhimaKugidhima kunzwika kweruzha rwakanyanya asi rwuri kure.gidiGidi rudzi rwepfuti inoiswa bara rimwe chete panguva imwe.gididzaKugididza kutaura zvokuchinyuka.gigidzaKugigidza kufamba kune ruzha mukati, kungaitwa nemunhu...gingiriGingiri isimbi yakaita denderedzwa inotambiswa navana...GiniguineaginyaKuginya kuba zvinhu nenzira yokusabudisa pachena zvose...girafugraphgiraipiwotaUyu mushonga une ruvara rwemvura, unopiwa vana vacheche...girajuwetagraduategirajuwetiGirajuweti munhu anenge apedza zvidzidzo zvake pakoreji...giramagrammargiramuGiramu chidimbu chokutanga-tanga pauremu hwechinhu.girasiyaGirasiya makomborero anopiwa munhu kuburikidza nokunamata...giraundiNhandare.giraziglassgirebhaKugirebha munhu kuisa ruoko rwako pamapfudzi ake.giredhagradegiredhigradegirepigrapegirepisigrapegiretaPanyaya dzokubika, kugireta kukwizira chikafu chakaomarara...girevhigravygireyigraygiribidiKana munhu achinzi igiribidi anenge achiwana zvinhu...giridhiGiridhi mitsetse yakarurama inenge yakavakwa nesimende...girinedhigrenadegiringiroGiringiro chirongo chikuru chaizvo chinoshandiswa pakubika...girinhigreengirinigreengirinihausigreenhousegirisaKugirisa kuisa mafuta kana oyiri pavhiri rakaita...girisigreasegirobhuGirobhu imboni yimagetsi, kazhinji inogadzirwa negirazı...giroriyaGiroriya idhuku refu chena, inosungwa nemadzimai...girosagrocery storegirotiniGirotini muchina unoshandiswa pakucheka mapepa akawanda.girovhisiglovegitareviolingiyageargizaGiza mudziyo unoshandisa magetsi kana moto wehuni...goKuti go kutema muti kana chimwe chinhu kamwe chete nesanhu...go go goKuti go go go kudonha kwemvura kana zvimwevo zvichiita...go- [-ho-]Tinoshandisa -go- kana tichida kuudza munhu zvakaitika...go-oKana chokudya chichiti go-o chinenge chiine munyu...go-o-oVanhu vanoti go-o-o kana bhora richinge ramwa.go tendeKuti go tende kugara kwekunyatsodekara chaiko.gobaquivergoboGobo muti unenge wacherwa kuti ubviswe wose nemidzi yawo.gobodeka [-gubudika]Kana munhu achigobodeka anenge achifamba zvishoma...gobodo gobodoKana munhu achiti gobodo gobodo anenge achifamba neshangu...goboraKugobora kubvisa muti nokutanga kuchera midzi yawo.gobvuthickgocheGoche rudzi rwesora rinokura richitanda sefeso.gochihwoGochihwo rudzi rweshiri ine musoro mutema nebesu dema.godaKana munhu akati goda anenge akangogara serema asingazivi...godamaKugodama kupfugama mu muviri wakarerekera mberi.godhaGodha itambo hobvu inorukwa nemakavi, inoshandiswa kusunga...godhiNzvimbo yakadzika inogadzirwa nemvura.godhomaKana zvinhu zviri kubikwa zvikanzi zviri kugodhoma...godiKuti godi kumira kana kugara panzvimbo yakakwirira.godi godiKuti godi godi kukwira danho kana chimwe chinhu nokukasika.godojealousgodoboKuti godobo kurira kunoita chinhu kana chichifamba pane...godoboraKugodobora inzira inoshandiswa nen'anga kutsvaka...godokaKana chinhu chichigodoka chinenge chichikwanisa kugurika.godoraKugodora munhu kumutaurira mazwi anorwadza kana kumuitira...godyo godyoKuti godyo godyo kurovana sekunoita simbi dzemavhiri...godzaKana munhu agara munzvimbo kwenguva refu akanzi agodza...GodzamutoGodzamuto chidao chevaera Gumbo, chokutenda midzimu yavo...godziRukodzi.godzongaGodzonga mutungamiriri anoshandisa masimba kuomesera vamwe...godzongwaGodzongwa idoro riri padanho rokutanga pakubikwa.gofaGofa ndezvakaita semapundu zvakaomarara, zvinoita...gofuGofu chinhu chikuru chine buri pakati.gogoGogo ishangu yechikadzi ine kachitsitsinho katete uye...gogodzaknockgogodzeraKugogodzera munhu akarara kumurovera gonhi rake nezvigunwe...gogogoKana chinhu chati gogogo chinenge charamba zvachose...gogomaKumhanya.gogonaKugogonera.gogoneraunevengogoroGogoro nderimwe remagirazi okudzivirira zuva.gogorosilensgogoyaGogoya rudzi rwedhumbe rinokura chaizvo uye rinoita...gohoharvestgohwaZvirimwa zvakakohwewa zvaiswa panzvimbo imwe.gohwesaKukonzera kuti zvirimwa zvikohwewe.gojoKuti gojo kudonha kwechinhu changa chakasungwa, chobva...gojodoKuti gojodo kudonha kwechinhu chikuru, kazhinji chiri...gojomaKugojoma kuita ruzha sezvinoita ngoro inofamba pamagorogodo.gojomuKuti gojomu kurira kunoita chinhu chesimbi kana...gojotekaKana mombe yagojoteka inenge yawira pasi nokuda kwesimba...gokaKutora chidiki chokundotangisa nacho.gokocrustgoko-oKuti goko-o kuchema kunoita huku inenge yavhundutswa.gokokoGokoko mudziyo wesimbi, ungava mugomo, unoshandiswa...gokoraelbowgokoroGokoro ruyo kana chimwewo chinhu chinokonzera kuti mudzimu...gokotoGokoto chiparo chikuru chinopariswa midziyo mikuru yakaita...gokovonhoGokovonho i danda refu rine chokuhakicha mberi...gomaKugoma kusapinza kwechinhu chinoshandiswa kutema kana...gomadzaKuita kuti banga kana chimwe chinocheka chigume kana...gomarabluntgomararaGomarara rudzi rwomuti unomera wakanamatira pane mumwe...gomatiGomati muti une gwati rakasvibira, rine maburi, uye...gombapitgombeGombe munhu muhombe kana akakosha. Gombe risati rasvika...gombedzaKana munhu akagombedza mhuru anenge achiidzivirira kuti...gombedzeraKugombedzera kuita uchimanikidzirwa.gombemukomberaKana muchinge maitwa gombemukombera munenge mawirwa...gomberagomarara mumapapu nekuda kwekuputa fodya.gomberwaKana munhu akati agomberwa anenge ava kupera simba mumabvi...gomboGombo munda unenge uchangogoborwa usati wamborimwa.gomboraGombora idoro rinozonwiwa masikati nhimbe yava pakati.gombwaGombwa izita rinotumidzwa munhu nambuya kana sekuru vake...gomedzekaChinhu chekuchekesa kana kutemesa chinonzi chagomedzeka...gomeragroangomomountaingomombeDanda duku ruzivo.gomoraKugomora kusheedzera uri kure nepamusoro pezwi rako.gomweGomwe chipfuyo chinopiwa munhukadzi nomurume wake...gon'aKufonyoka.gon'oKuti gon'o kugomara kunenge kwakaita demo, banga kana...gon'on'oKuti gon'on'o kugara munhu akatonona, achiratidza kuti...gonacompetentgonamombeti murume anenge atadza kuita zvinenge zvichidiwa...gonanaKana vanhu vachigonana vanozivana maitiro avo vose...gondaKana munhu achigonda nechimwe chinhu anenge achitosimba...gondemukondeKana zvikanzi sadza ranga rakaita gondemukonde rinenge...gonderoGondero inzvimbo yekuti kana munhu apinda mumatambudziko...gondoeaglegondodzaKana mhou ichigondodza inenge ichiramba ichiyamwisa mhuru...gondoraGondora imhuru inenge yasvika zera rekukurumuka asi ichiri...gondoroGwayi duku (lamb).gondovaGondova zimbwa gono rinenge rakakura chaizvo.gondyaKudzvanya nenzira yerubatsiro.goneGone imhuka kana munhu ane tsika yokukuruka vamwe.gonekaKana chinhu chichinzi chinogoneka chinenge chichikwanisa...goneraGonera inzvimbo inenge yagara nyuchi kwamakore akawanda.gonerakuderaKana munhu achinzi igonerakudera anenge achishusha vadiki...gongaIchi chiitomwana chinoshandiswa pakubvunza kuti sei...gongoGongo kanyama kakamira pamusuo wesikarudzi yemunhukadzi.gongondedzaKugongondedza kupedzisa tunhu tushoma tunenge twasara...gongondoroKuti gongondoro kurira kwemugoro kana dhiramu risina...gonhidoorgonhoGonho imbwa yechirume inenge ichikwanisa kuzvarisa hadzi.gonjeGonje chishizha chinoti chikapondwa-pondwa chinoburitsa...gonjoroKuti gonjoro kurira kunoita mugoro kana dhiramu risina...gonoGono zinyimo zihombe rinodema dzimwe nyimo musikiro.gono remushaGono remusha imombe hono inoiswa mudanga rimwe nehadzi...gonon'onoGoromondo.gonyaKugonya kugara kana kurara maoko namakumbo asina...gonyanaKana chinhu chakagonyana chinenge chisina kuti tasa asi...gonyecaterpillar; wormgonyedangaGonyedanga rudzi rwehonye dzinogara mudanga kana mundove...gonyoKana chinhu chakati gonyo chinenge chiine pachakafonyoka.gonyodzaKugonyodza kurova chinhu kuti chipetane chichiita mamiriro...gonyodzoGonyodzo maitiro ekungogara uchiita mafi panyaya dzose...gonyokaKana chinhu chagonyoka chinenge chisisina kutwasuka.gonyoraGonyora munhu anoita zvinhu zvinopikisana nezvinofarirwa...gonyorwaIri idanda rinenge risina kutasamuka, rinenge...gonzoratgonzviGonzvi munhu anenge ari nyanzvi pakurwa.gooGoo iropa rinenge rakagwamba.goodzaKugoodza kurova musoro wechimwe chinhu zvakasimba neshamhu...goonaknucklegoorwaGoorwa zvinhu zvakaita senzungu zvinenge zvatswiwa muduri.goozaKugooza kurova munhu kana mhuka zvakasimba zvokuti i...gopeGope chirwere chinoita kuti munhu anzwe kuda kungorara...gopfuGopfu ivanga rinoratidza nhengo yomuviri yakamboita ronda.gopikoGopiko ivhudzi, kazhinji remhuka, rinorembera...gopoGopo chipfeko chematehwe chinopfekwa nevarume pamusoro...goramullagorecloudgore negoreannualgoredzvaNyuwere.gorekapunhaUyu mukadzi akura asi ane mumhu unotaridzika sowechidiki...goremusanduUyu murume akura asi ari munhu anotaridzika semunhu wezera...goriGedhebhoi.goridhegoldgoriondoUyu muchero womuti unonzi mugoriondo.goritotoGoritoto mweya wemunhu akafa unonzi unobaka kana kungoita...goroChibodzwa.gorofugolfgorogodoGorogodo ndechose chinenge chakavhukunurwa chinenge...gorokipaGedhebhoi.goromondoIri ibarwe, nyimo kana nzungu yakakurisa kudarika...gorondondoHwahwa hunenge huri gorondondo hunenge hwakakorera...gorongatrenchgoronyeraGoronyera munhu asingatendeseki, anopona nokukuru-ka...goroondoreptilegorororovergorosiwheatgorosvibaGorosviba izwi rokutsvinyira munhu anenge ane ganda...gorufugolfgorwaGorwa chirimwa kana mudzi usingadyiki, kazhinji pamusana...gosaGosa izita rinotaura zvoukuru muimba youshe kuvaera...goshaGosha munhu anonzwisa tsitsi maererano nenhamo dzake.gosheGoshe rudzi rwebundo rinowanikwa munzvimbo dzine matombo...goshiGoshi itsika yemunhu yekurambisisa kuderedza mitengo...gosoroGosoro chirwere chinoita munhu, zvikuru kana achinzwa...gosorwaGararwa.gotaGota imba inorara vakomana kana varume vasati varoora.gotakotaGotakota kukotama kwevanhu vazhinji vanenge vachiita basa.gotamukotaUyu munhu akareba chaizvo. Gotamukota hainetseki kudya hute.gotoGoto igoronga guru rinotoerera mvura munguva yezhizha, asi...gotooriGotoori rudzi rwetsenza runoita muti une mazanhi...gotoraGotora imbudzi hono inenge isina kuchekwa.Gotsiback of the head, occiputgotsikotsiGotsikotsi munhu munhu akapusa zvikuru.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store