Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gombwa izita rinotumidzwa munhu nambuya kana sekuru vake zvekuti kana vakafa ndiye anosara achidaidzwa zita iroro.
1

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gomedzeka
Chinhu chekuchekesa kana kutemesa chinonzi chagomedzeka kana chisi sapinzi.
VerengaSwipe for the next word