KwaunobvaDuramazwiGgomera

Duramazwi

gomera

groan

-dzinda

Zvinoreva

Kugomera kufemereka zvine ruzha uchimbovhara mweya mukati, zvinoita munhu ari kurwadziwa kana kuita zvinhu zvine simba.

1

Kugomera kufemereka zvine ruzha uchimbovhara mweya mukati, zvinoita munhu ari kurwadziwa kana kuita zvinhu zvine simba.

Jichidza ishiri inorira ichigomera-gomera, ichiita seinoridza muridzo.

Kana mhuka kana shiri ichitapura inenge ichibva manhenga masharu kuti igomera matsva.

Kubvukuta kusakurira zviyo muvhu kuti zvigomera kana zvanayiwa nemvura.

2

Kudunura.

Zvakafanana

-dzinda

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word