Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati agomberwa anenge ava kupera simba mumabvi nokuda kwezvine-nge zvichimunetsa mumuviri wake.
1

Chimwe chiratidzo chomunhu ava nemarariya kugomberwa mumabvi.
Kana munhu achiti agomberwa anenge achireva kuti zviitiko zvomu-upenyu zvasvika pakumunetsa.
2

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gombo
Gombo munda unenge uchangogoborwa usati wamborimwa.
VerengaSwipe for the next word