KwaunobvaDuramazwiGgofa

Duramazwi · zita

gofa

Zvinoreva

Gofa ndezvakaita semapundu zvakaomarara, zvinoita pamanhanga kana zvimwewo zviri-mwa, zvichikonzerwa nokudyiwa nezvipembenene.

1

Kugofa-gofa kutokonya chinhu nemunwe kana nechitanda.

Gofa ndezvakaita semapundu zvakaomarara, zvinoita pamanhanga kana zvimwewo zviri-mwa, zvichikonzerwa nokudyiwa nezvipembenene.

Kugofa kupinza munwe kana chitanda mumwena, uchitokonya kuti chinhu chapidamo chibude.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gofu

Gofu chinhu chikuru chine buri pakati.

Verenga

Swipe for the next word