KwaunobvaDuramazwiGgofu

Duramazwi · zita

gofu

Zvinoreva

Gofu chinhu chikuru chine buri pakati.

Kuti gofu kupinza munwe kana chitanda uchibudisa chinhu, kazhinji mumwena. Iti gofu mumwena norutanda, uone mago anodubamo.

1

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gogo

Gogo ishangu yechikadzi ine kachitsitsinho katete uye kareba.

Verenga

Swipe for the next word