KwaunobvaDuramazwiGgota

Duramazwi · zita

gota

yawe-dziya

Zvinoreva

Gota imba inorara vakomana kana varume vasati varoora.

Kugota kugara pedo nemoto kuti udziyirwe zvikuru panguva yechando.

1

Ndokuonai mangwana." Tambaoga akadzokera kugota kwake akasvikorara.

Utonga hwatotsvuka kumabvazuva saka kwava kutoedza." Akabuda mugota make ndokubva apinda munzira.

2

Kugota kugara pedo nemoto kuti udziyirwe zvikuru panguva yechando.

Gota imba inorara vakomana kana varume vasati varoora.

Ndokuonai mangwana." Tambaoga akadzokera kugota kwake akasvikorara.

Akasvika mugota make ndokuwaridza magudza ake achibva arara.

Zvakafanana

yawe · -dziya

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gotakota

Gotakota kukotama kwevanhu vazhinji vanenge vachiita basa.

Verenga

Swipe for the next word