KwaunobvaDuramazwiGgosoro

Zvinoreva

Gosoro chirwere chinoita munhu, zvikuru kana achinzwa dzihwa, chinorwadzisa chifuva.

1

Zvikoni zvikoni mimba haibvi negosoro.

Zvakafanana

chikosoro · chikosorwa

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word