KwaunobvaDuramazwiGgoshi

Duramazwi · zita

goshi

Zvinoreva

Goshi itsika yemunhu yekurambisisa kuderedza mitengo yezvinhu zvaanenge achitengesa.

1

Goshi itsika yemunhu yekurambisisa kuderedza mitengo yezvinhu zvaanenge achitengesa.

Goshi itsika yemunhu yekurambisisa kuderedza mitengo yezvinhu zvaanenge achitengesa.

Pandakaona mutambo waMungoshi, "Inongova Njakenjake", ndakabvuma kuti murume uya une chipo chekunyora.

Mubhuku ravo, "Ndiko Kupindana Kwamazuva," VaMungoshi vakashandisa chidavado chenhendeshure zvinonakidza chose.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gosoro

Gosoro chirwere chinoita munhu, zvikuru kana achinzwa dzihwa, chinorwadzisa chifuva.

Verenga

Swipe for the next word