Duramazwi
Zvinoreva
Kukonzera kuti zvirimwa zvikohwewe.
1
Kukonzera kuti zvirimwa zvikohwewe.
Takapuhwa pena nokuti akaita zvokundihaka nokumashure mubhbokisi ndava kutoda kugohwesa.
Iyi inguva iri pakati napakati pomutambo, panochinjana vatambi magedhe okugohwesa.
Buza chibodzwa chinopi-hwa kutimu inenge yagohwesa pamitambo yokukwikwidzana yakasiyana-siyana.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gojo
Kuti gojo kudonha kwechinhu changa chakasungwa, chobva changoregedzeka.
VerengaSwipe for the next word