Duramazwi
-vhama
Zvinoreva
Kugididza kutaura zvokuchinyuka.
Kana munhu achigididza anenge achifamba achikasira uye zvine ruzha.
1
Kugididza kutaura zvokuchinyuka.
Mwana asina tsika anogididza pakutaura.
Ndauya ndichiita zvokugididza kuti ndisanonoka kubasa.
Kana munhu achigididza anenge achifamba achikasira uye zvine ruzha.
2

Zvakafanana
-vhama
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gigidza
Kugigidza kufamba kune ruzha mukati, kungaitwa nemunhu kana mhuka.
VerengaSwipe for the next word