Duramazwi
Zvinoreva
Kuginya kuba zvinhu nenzira yokusabudisa pachena zvose zvinenge zvaunganidzwa kana kuwanikwa pamutambo kana pabasa.
1
Kuginya kuba zvinhu nenzira yokusabudisa pachena zvose zvinenge zvaunganidzwa kana kuwanikwa pamutambo kana pabasa.
Paiverengwa mari yomuchato, mukomana uya akaginya imwe.
Kushiringinya kutamba-tamba uchizunza muviri wako.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03girafu
graph
VerengaSwipe for the next word