Duramazwi
Mazwi ane G.
1035 Shona headwords beginning with G, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 3 pa5
gotweyoungestgotyoChipotanamadziro.govaallotgovavhuGovavhu chirongwa chokupa vanhu nzvimbo dzokugara nokurima.govedziGovedzi munhukadzi anorara navarume vakawanda achipiwa...goveraallocategoveranaKana vanhu vachigoverana zvinhu vanenge vachipana zviripo...govereGovere mutungamiriri wevaimbi kana vatambi.goveroGovero inzvimbo inourayirwa chipfuyo kana mhuka nokugoviwa.govoyoGovoyo ndepakapinda mukati pedivi remhuka, zvichiratidza...gowaNzvimbo ine ivhu chena uye doro mumatare.gowa [-gova, -gohwa]Kana bhora ragowa rinenge rapinda nomughedhi.gozha [-gonza, -gonja, -konja]Kuoma kana kurwadza kwezvinhu.gozhoMbeva hombe inogara muvhu (giant rat).gozo-Ichi chiumbamazwi chinoratidza zvinhu zvichazoitwa pava...gozvosteeringguKuroverana kana kusangana.gubeGube munhu anoita zvinhu zvoutsotsi asi asina vakawanda...gubhuKuti gubhu kupinda mumvura uchiipfachaidza.gubhuraKugubhura kurasa zvinhu zvakaita mvuramvura, zvinenge...gubidiKuti gubidi kumedza nokukasika zvinoita karuzha mukati.gubuKuti gubu kurova chinhu wobva wateura zvanga zviri machiri.gubvuraKunyevenutsa ganda nenvira yehurukuro.gubvutu gubvutuKuti gubvutu gubvutu kuita ruzha kunoita munhu anenge aine...gubweGubwe rudzi rwetsuro tsvuku inofarira kugara mumatombo.guchuKuti guchu kubondera kunoita zvinhu zvinenge zviri mugaba...guchu guchuKuti guchu guchu kuzunza zvinhu zvakaita mvura mvura...guchutuKana munhu ati guchutu anenge agara pasi zvinoratidza...gudairaKugudaira kufamba kunoratidza kuti munhu haana simba...gudeKana munhu achizviti gude anenge achizvifukidza muviri...gudhuIri izwi rinoshandiswa kumunhu anenge anatsa pane...gudhu-uKuti gudhu-u kutinhira kwemheni.gudhudzaKugudhudza kuita kuti chinhu chitinhire.gudhugudhuKana munhu akati gudhugudhu anenge azvivharidzira musoro...gudhukaKugudhuka kutinhira kwemheni.gudhumaKana zvinhu zvichigudhuma zviri pamoto zvinenge zvichiita...gudobaboonguduGudu chimedu kana kuti chidimu chinenge chabviswa pane...gudubuKuti gudubu kuita karuzha kunoita zvinhu zvakaita...gudubu gudubuKana munhu achiti gudubu gudubu anenge achingorovanisa...gudubudzaKana uchigudubudza unenge uchibonderesa midziyo ichibva...gudubukaKugudubuka kudimbuka sezvinoita muguri wechibage.guduguKana munhu akazviti gudugu negumbeze anenge akazvifukidza...gudukaKana chinhu chaguduka chinenge chaita zvidimbu zviviri...gudumuKana chinhu chati gudumu chinenge chadonha kubva...guduraKugudura kudimbura chinhu kuti chiite zvidimbu.guduruInzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.guduzaKuguduza kudya kana kunwa zvokupedza zvose.gudyaKuti gudya kumedza chinhu zvine ruzha.gudyuKuti gudyu kumedza mvura kana chimwe chinonwiwa, zvine...gudzaGumbeze.gudzadumbuGudzadumbu munhu ane zidumbu zihombe.gudzadungweGudzadungwe munhu anonongoteverera vamwe asinawo pfungwa...gudzaromoGudzaromo imari kana chimwe chinhu chinopiwa munhu...gudzazwiGudzazwi chimuchina chinoshandiswa nemunhu, kana achitaura...gudziramukanwahyperbolegudzuraruGudzuraru inzvimbo kana kaimba kakagadzirirwa kuti imbwa...gudzuruGudzuru rudzi rwenyoka huru nhema inowanzogara muzvuru uye...gudzururoIyi inzvimbo iri pasi pehwaro hwehozi. Kumamisha imbwa...gufuGufu uvhururira hunosaririra panenge pachekwa kana...guguduKuti gugudu kurova chinhu kusvikira chafa. Chikomana...guguduraKana uchigugudura unenge uchidya zvinhu zvakaoma uchiita...guguduruKuti guguduru kubanda zvokudya zvakaomarara, muromo...gugudziraKana uchigugudzira unenge uchirova pagonhi nezvigunwe...gugunanzvuUyu musvi kana muto unowanikwa mumaruva, unodyiwa nenyuchi.gugururuKuti gugururu kubudisa karuzha kunoita chinhu chinenge...guguvaKana munhu akati guguva anenge akauna uye achifamba...guguvaraKana munhu achinzi aguguvara anenge achembera chaizvo uye...guhuHombarume.guhumuraKuguhumura kuteurira zvinhu pasi zvinenge zviri mumaoko.guhunaKuguhuna kutema magwenzi panenge pachida kuzorimwa.guhungaGuhunga imhando yemuti une minzwa unowanzowanikwa munyasi...guhunwaGuhunwa chitsiga chidiki chinosara mushure mokutema...guhwaslanderguhweGuhwe rudzi rwetsuro huru inogara mumakomo.gujuKuti guju kutomuka-tomuka mudenga, sezvinoitika kana...gujuraKugujura kuenda mudenga kwevanhu vari mumotokari kana...gukaKugurika.gukuchiKuti gukuchi kutakura zvinhu zvakaita chimwe chimwe...gukuchidzaKutakudza zvinhu zvakawanda.gukuchiraKana munhu wakagukuchira unenge wakatakura zvinhu...gukurahundiIyi imvura inowanzonaya muchirimo vanhu vapedza kupura...gukuravhuerosiongukurudzaKugukurudza kuchema kunoita huku inenge yabva kukandira zai.gukurwaGukurwa ndezvinorasirwa kunhivi dzenzizi panoerera mvura.gukurwiziGukurwizi ishiri inogara panzvimbo dzine mvura netsanga...gukutaGukuta idehwe rakaomarara.gukutiwaGukutiwa rudzi rwenjiva hombe ine mutaro mutema pahuro.gukutuGukutu rudzi rwemuti unoita danda rakaomarara zvikuru.gukwaGukwa idutu rechibage chinenge chatemwa chounganidzwa...gukwavhuGukwavhu kueredza kunoitwa ivhu kazhinji nemvura...gukwegumaGuma musoro wakanyanya kuita mudhusvu nechepamhanza.gumadzaKugumadza kuita kuti mudziyo wokutemesa kana kuchekesa...gumagumaGumaguma munhu anowana mari kana upfumi nenzira dzine...gumbaKugumba kutora zvinhu zvakawanda pamwe chete.gumbakamweGumbakamwe kuita chinhu kamwe chete nenzira youkuti...gumbakumbaGumbakumba kamuti kanoita mudzi wakazvimba sembambaira...gumbataembracegumbatidzoGumbatidzo chipuranga chinoiswa pamusuwo, chinotsikwa...gumbatiraKugumbatira kubata chinhu kana munhu wakamutenderedza...gumbekumbeGumbekumbe munhu anongotora zvese zvese nezvimwe zvisina...gumbezeblanketgumbezigumbiGumbi kanzvimbo kanenge kaine ruvara rwako kega pachinhu.gumbidikaKugumbidika kusagadzikana kunoita munhu, kunyanya aita...gumbikumbiGumbikumbi muzasi mehozi yakavakwa yakategerwa namatombo.gumbireGumbire munhu ane tsika yokungokumbira zvose zvose.gumbiwaKana munhu akagumbiwa anenge atadzirwa zvakanyanya.gumboleggumbomuturiKana munhu akanzi ane gumbomuturi anenge aine makumbo...gumbuGumbu inzira inenge yakakura nokuti inofambwa nevanhu...gumbukaKana munhu agumbuka anenge asina kufarira zvinhu zvaaitirwa.gumbukiraKugumbukira munhu kusafarira zvaanenge akuitira.gumburaannoy; disappointgumbureGumbure mudziyo wepurasitiki une muromo mudoko...gumburwaKana munhu akagumburwa anenge arovera gumbo rake pane...gumbushuKuti gumbushu kungorara pachena pasina chokufuka.gumbwaKuita gumbwa kuenda kundobvunzira kun'anga makawanda...gumbwiGumbwi ishiri hombe ine mutsipa mutema nemakumbo marefu...gumhaGugumha chinhu kukaruka wabondera pachiri, kazhinji...gumhiKuti gumhi kufamba kunoita munhu anenge akakuvara kana...gumitengumi nefarariraKana zvinhu zvichinzi igumi nefararira zvinenge zvakawanda...gumi neimweelevengumi neinafourteengumi nemaviridozengumi nembiritwelvegumi nenhanhatusixteengumi nesereeighteengumi neshanufifteengumi netatuthirteenGumiguruoctobergumiraKugogodzera.gumirwadesperategumisaKugumisa kuita chinhu kekupedzisira.gumisidzaKugumisidza ndiwo maperero anoita chiitiko chinenge chiripo.gumisiraKuuya kwekupedzisira.gumisirooutcomegumisoGumiso maperere anoita chimwe chinhu chinenge chiri kuitwa.gumoinjurygumokumoGumukumo izita rinoshandiswa kureva euwandu hwezvinhu...gumuKurovera nokuteura.gumudzaKugumudza kurovera chimwe chinhu pane chimwe, zvakasimba.gumudzoGumudzo mushonga unopiwa imbwa kuti dziite hasha kana...gumuraKugumura kuregesa vashandi vakawanda basa panguva imwe...gumururoGumururo imari inopihwa mukadzi, yokutaurirwa kunzi arambwa.gumwaGumwa chirwere chinoita paganda remunhu chinokonze-ra...gumweKushanda pamwe chete kuitira kupedza basa (collective work).gunaGuna nderumwe rudzi rwemashamba akaita madiki pamatopi...gundaKana vanhu vakaita gunda vanenge vachifamba vari pamwe...gundakundaGundakunda inzira yokubata nayo hove uchishandisa jira.gundamundaGundamunda inzvimbo inenge yakakura chaizvo.gundamusairaKungobvuma zvese zvataurwa.gundangoziGundangozi rudzi rwechigwenzi chidikidiki chinonyanyokura...gundeGunde idzinde nyoro rechibage kana nzimbe.gundekundeGundekunde kuunganidza gundi rezvinhu zvinenge zvichipurwa.gundidaGundida rudzi rwemhunga inoita mhodzi dzakatsvukuruka.gundikaKana ngoma ichinzi yagundika inenge yava kunakidza.gundikumweGundikumwe itsika yokungotevera vamwe usina chikonzero...gunduGundu mweya unonhuwa.gundumbwiriGundumbwiri idanda rinoshandiswa kutsigira mamwe ese...gundumukaKupinduka kwechinhu chikuru chichiburuka pazvikomo.gundumuraKukunguruka kana kufamba kwezvinorema kana zvizhinji.gundumureGundumure munhu anenge aine musoro mukuru.gundumuroGundumuro musoro wemunhu wakakura zvakanyanya...gunduruKukunguruka zvine ruzha.gundurudzarichibva rati gunduru paruware. 3 Kuti gunduru kuita ruzha...gundurukaKana chokudya kana chimwewo chinhu chikagunduruka chinenge...gundurusaKana ukagundurusa chokudya kana chimwewo chinhu unenge...gundyaGundya isora rakapfava rinomera mumurove.gunereSadza rinodyirwa kudare nababa.gunetiGuneti zimuti ziguru, rine midzi inobudikira kunze uye...gunganaKana shinda kana tambo ichinzi yagungana inenge yamonana...gunganoassemblygungiraGungira rudzi rwebundo rakasimba chaizvo rinomera mubani.gunguKuti gungu kugumbuka kana kushungurudzika.gungudzaKugungudza kukonzera kuti munhu agumbuke kana...gungudzikaKana munhu achinzi ari kugungudzika anenge achiratidza...gungudzoKudemba mhosho.gungunduruKukunguruka zvine ruzha.gungunyoGungunyo ndepanoperera musana pachibatana nemagaro...gunguocrowgunguraKana munhu achigungura anenge achishushikana zvakanyanya...gungutsiGungutsi iguri rechibage rinenge rabviswa tsanga.gungutsvaGungutsva idota rinowanikwa panenge patsva sango.gunguwoShiri nhema ine mutsipa muchena inodya nyama (crow/pied...gungwaoceangungweRumwe rudzi rwebundo.gunhaRukunha.gunhiraKana muti uchigunhira unenge uchitanga kuita mashizha...gunhukaKugunhuka kushanduka kana kupinduka kungaita chinhu musoro...guniGuni kamuti kanosara kana mashizha efodya abviswa kana...gunjaIzwi remuchinda ruzivo.gunjeGunje idzinde rechibage kana mhunga rinenge riri nyoro...gunun'unuKuti gunun'unu kufungisisa pamusoro pechimwe chinhu.gununuKuti gununu gununu kungofamba zvisina neshumo yose.gunuraChitunzi.gunwethumbgunyaGunya itsika yokuda kungonetsa vanhu nokutanga musindo.GunyanaseptembergunyenguGunyengu munhu anoita kunge anofarira mumwe munhu, asi...gunyereGunyere isadza raipakurirwa vanhu vainge vakagara kudare.gunzvaKugunzva chinhu kana kungochibata zvishomanani...gupaKugupa kupfira mate akawanda.gupuroalimonyguramoorgura-guraKugura-gura nyaya kungoitaura nechidimbu, kuitira kuti...gura nyayaKugura nyaya kupedzisa kana kuvhara hurukuro nemashoko...guramatunhuGuramatunhu munhu anofamba chaizvo, asingagari panzvimbo...gurandandaGurandanda munda unenge wakarimwa kwemakore asi usisakudzi...guraudzaKuguraudza kuimba, munhu achiti akambokwidza izwi...gureGure ndicho chinoiswa mberi kwemoto chinouvharira...gurezezeKuti gurezeze kuneta kunoita muriwo kana zvimwe zvirimwa...guriGuri ndechinosara kana chibage chabviswa mhunze.guridziraKudimbudzira.gurikaKugurika kutyoka kwechinhu, kazhinji chakaoma.gurikanyaKana chinhu chikanzi chagurikanya chinenge chadimbuka...guriraKugurira munhu chinhu kumudimburira chinhu chaunenge...gurisiraKugurisira kutora nzira pfupi kuenda kunhu.gurokurowindpipegurubiggurududuKuti gurududu kurereka musoro padivi zvinoratidza kuti...gurudzaKukonzera kuti chimwe chiguruutse.gurufifaGurufifa kachuru kadiki kanenge kari mubani.gurugudaKuguruguda kuvava kana kurwadza kwechinhu, kazhinji...gurugudikaKugurugudika kufamba mukati mechimwe chinhu, sezvinoita...guruguduKuti gurugudu kufamba zvinonzwikwa mukati mechiwe chinhu.gurugudyuKuti gurugudyu ruzha runoitika kana munhu achimedza chinhu...gurukaKuguruka kusununguka kwechinhu kunoratidza kuti...gurukotagovernment ministergurukumbwaGurukumbwa kambuyu kakada kufanana neishwa asi iko kari...gurukuruGurudadi chiitiko chinoshamisa uye chinotsamwisa.gurukutaKugurukuta kurwadziwa mumwoyo zvakanyanya. zvikuru mushure...gurukutuUyu munhu anoita zvechitsotsi, anonyengedza vamwe vanhu.gurumaKuguruma kugunun'una kana kunyunyuta kwemunhu anenge...gurumbaGurumba muti unoita chiguri pasi, icho chinoshandiswa...gurumbadziHerbgurundunduGurundundu kufamba pamwe kunoita mhuka kana vanhu vakawanda.gurungunduGurungundu igomo risingakwirikwi.gurungutoGurunguto inzvimbo yakaita kunge mwena, inorarwa nemhuka.gurunhaKugurunha kugwanhura muriwo zvakanyanya.gurunuKana simbi yati gurunu inenge yabva pane dzimwe simbi...gurunuraKugurunura kusunungura chinhu, wochipaza kusvikira chava...gurupiraKana uchigurupira mumwe munhu, unenge uchitarisira kuti...gurupuGurupu chikwata kana chingava chevanhu vanenge vari kuita...gururaKugurura kubvisa mudziyo kubva pamubato wawo.gururuGururu muti unoreba chaizvo, une gwati rinotsvedza...gururudzaKukonzera ruzha nenzira yegururudza.gururumbaGururumba chibhururukwa chakaita kunge ishwa asi iko...

