KwaunobvaDuramazwiGgufu

Zvinoreva

Gufu uvhururira hunosaririra panenge pachekwa kana kudyirwa chikafu.

1

Gufu iganda rekunze rezvirimwa zvakaita senzungu kana chibage.

2

Zvakafanana

fifi · butu · zungu

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gugudu

Kuti gugudu kurova chinhu kusvikira chafa. Chikomana chakati mbwanana gugudu, chichiti chiri kutamba, izvo chatoiuraya.

Verenga

Swipe for the next word