Duramazwi
guruguda
-n'en'ena
Duramazwi
Kuguruguda kuvava kana kurwadza kwechinhu, kazhinji chinenge chakupinda muziso.

Imbwa kana munhu anenge achiguruguda anenge achinyatsodya pfupa achibvisa nyama yose.
Imbwa kana munhu anenge achiguruguda anenge achinyatsodya pfupa achibvisa nyama yose.
-n'en'ena
Duramazwi
01 / 03gurugudika
Kugurugudika kufamba mukati mechimwe chinhu, sezvinoita bete munzeve yemunhu.
VerengaSwipe for the next word