Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gurugudu kufamba zvinonzwikwa mukati mechiwe chinhu.
1
Kuti gurugudu kufamba zvinonzwikwa mukati mechiwe chinhu.
Ndainzwa makonzo achiti gurugudu mubhokisi rangu rehembe.
Kuti gurugudu kufamba zvinonzwikwa mukati mechiwe chinhu.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gurugudyu
Kuti gurugudyu ruzha runoitika kana munhu achimedza chinhu nokukasika.
VerengaSwipe for the next word