KwaunobvaDuramazwiGgurududu

Duramazwi

gurududu

Zvinoreva

Kuti gurududu kurereka musoro padivi zvinoratidza kuti munhu akasuwa.

1

Kuti gurududu kurereka musoro padivi zvinoratidza kuti munhu akasuwa.

Paakanga aneta nokuchemera mai vake, mwana akabva ati musoro gurududu agere pasi.

Kuti gurududu kurereka musoro padivi zvinoratidza kuti munhu akasuwa.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gurudza

Kukonzera kuti chimwe chiguruutse.

Verenga

Swipe for the next word