Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gukuchi kutakura zvinhu zvakaita chimwe chimwe, zvakawanda. Anga akati gukuchi manhanga nzungu, nyimo, chibage nepwa mumaoko ake.
1

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gukuchidza
Kutakudza zvinhu zvakawanda.
VerengaSwipe for the next word