Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu wakagukuchira unenge wakatakura zvinhu zvakawanda mumaoko ako.
1
Kana munhu wakagukuchira unenge wakatakura zvinhu zvakawanda mumaoko ako.
Ikozvino Tadiwa ainge agukuchira bhero rake manje vakabva vatotenga gumbeze.
Kana munhu wakagukuchira unenge wakatakura zvinhu zvakawanda mumaoko ako.
Kana munhu akabungadza anenge akagukuchira zvaakatakura paditi rake.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gukurahundi
Iyi imvura inowanzonaya muchirimo vanhu vapedza kupura zvizyo.
VerengaSwipe for the next word